Chordyes

Hunhu Hwako

Lời bài hát Hunhu Hwako của Holy Ten & MrCandy

Hunhu Hwako (2026) By Holy Ten Feat Mrcandy Intro Chorus Hunhu Wako Ndirikupikisa Hunhu Hwako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Asi Munhu Wako, Ari Mupikicha Munhu Wako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Verse 1 Hameno Unodei Changandisingaone Inini Ndine Pain Isinga Pore Kozvinofambasei Kana Tisingaronge Asi Ndiri Mugehena Wanga Unatonde Wakandisiya Ndiri Ndega Ini Zvekupfimba Zvine Labour Izvi Handidi Jira Rine Pressure Ini Wakandisiyaa Chorus Hunhu Wako Ndirikupikisa Hunhu Hwako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Asi Munhu Wako, Ari Mupikicha Munhu Wako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Verse 2 Hapana Chinonzi Cheaters Prayer Jesu Varikuzviona Zvamakaviga Muspare (Zvivi) If You Really Had Clean Agenda Taingotamba Feya Bhora Riri Pacentre Sweety But You Always Have A Reason For The Season And It Been A While Since I'm Asking Kuti Ndizvo Here Always Going Out Urikuapplier For Ndibve Here Ndikambokupa Matiles Kuti Ufambe Uchitsika Here Ibig Bimmer Chii Ndi Zing Zimmer Here Urikundipima Uri Big Bimmer Here You Seem Cleaner So Isu Tane Tsvina Here You Need A Leader Asi Uchinditinha Here Chorus Hunhu Wako Ndirikupikisa Hunhu Hwako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Asi Munhu Wako, Ari Mupikicha Munhu Wako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara Outro Hunhu Wako Hunhu Wako Tichimhanya Ndichirwara Munhu Wako Ari Mupikicha Munhu Wako Wakandisimbisa Tichimhanya Uchandibikira Ndichirwara