Hunhu Hwako (2026) By Holy Ten Feat Mrcandy
Intro
Chorus
Hunhu Wako
Ndirikupikisa Hunhu Hwako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Asi Munhu Wako,
Ari Mupikicha Munhu Wako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Verse 1
Hameno Unodei Changandisingaone
Inini Ndine Pain Isinga Pore
Kozvinofambasei Kana Tisingaronge
Asi Ndiri Mugehena Wanga Unatonde
Wakandisiya Ndiri Ndega Ini
Zvekupfimba Zvine Labour Izvi
Handidi Jira Rine Pressure Ini
Wakandisiyaa
Chorus
Hunhu Wako
Ndirikupikisa Hunhu Hwako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Asi Munhu Wako,
Ari Mupikicha Munhu Wako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Verse 2
Hapana Chinonzi Cheaters Prayer
Jesu Varikuzviona Zvamakaviga Muspare (Zvivi)
If You Really Had Clean Agenda Taingotamba Feya
Bhora Riri Pacentre Sweety
But You Always Have A Reason For The Season
And It Been A While Since
I'm Asking Kuti Ndizvo Here
Always Going Out Urikuapplier For Ndibve Here
Ndikambokupa Matiles Kuti Ufambe Uchitsika Here
Ibig Bimmer Chii Ndi Zing Zimmer Here
Urikundipima Uri Big Bimmer Here
You Seem Cleaner So Isu Tane Tsvina Here
You Need A Leader Asi Uchinditinha Here
Chorus
Hunhu Wako
Ndirikupikisa Hunhu Hwako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Asi Munhu Wako,
Ari Mupikicha Munhu Wako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara
Outro
Hunhu Wako
Hunhu Wako
Tichimhanya
Ndichirwara
Munhu Wako
Ari Mupikicha Munhu Wako
Wakandisimbisa Tichimhanya
Uchandibikira Ndichirwara